Azeribhaijani

From Wikipedia
Republic of AzerbaijanAzərbaycan Respublikası mu(ChiAzerbaijani)
Flag of Azerbaijan.svg Emblem of Azerbaijan.svg
Rwiyo: Azərbaycan marşı, "March of Azerbaijan"
Azerbaijan (orthographic projection).png

Azeribhaijani (Chiazeri: Azerbaijani, Azərbaycan) kana Vuazeri, Pachihofisi inonzi Rudhende rwe Azeribhaijani, iziwumbemhiri re nyika yakagadzikwa mumuganhu we Mabvirazuva e Yuropu uye Madokeri e Ezhiya. Chikamu che chisi cheKaukasi ye Chamhembe, uye yakabhaundwa ne Bhahari re Kaspiya kumabvazuva, Rhashiya (Rhudhende rwe Dhagestani) kumaodzanyemba, Jojiya kumaodzanyembaemadokero, Arumeniya uye Turuki kumadokero, uye Irani kuchamhembe. Bhaku ndiro gutaguru uye gura rikurukuru.

Nyika iyi ine miganhu neRhashiya, Arumeniya, Jojiya, Turuki ne Irani, senyika iripanosanga muganhu we Yuropu ne Ezhiya.


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Guta re Vhatikani · Hangariya · Holandi · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Mondenegiro · Morudhovha · Mubatanidzwa woVumambo· Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Sani Marino · Seribhiya · Sorovhakiya · Sorovheniya · Speini · Swidheni · Turuki · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi