Kurohesha

Kubva Wikipedia
Republic of CroatiaRepublika Hrvatska
Rwiyo: Lijepa naša domovino, "Our Beautiful Homeland"

Kurohesha (kureva Croatia; Chikuroheti: Hrvatska; Republika Hrvatska) Kroheshiya pachihofisi inonzi Rudhende rwe Kurohesha, inyika iripamupesanisano pe Upakati ne Chamhembechemabvazuva e Yuropu. Inogova kostilayini pa Bhahari re Adhiriati (kureva Adriatic Sea). Rinoganhura Sirovheniya kumaodzanyembaemadokero Hangariya kumaodzanyembaemabvazuva, Sebhiya kumabvazuva, Bhoziniya ne Herizegovhina uye Mondenegiro kuchamhembechemabvazuva, uye inogova muganhu u-maritime ne Itari ne madokero ne kuchamhembechemadokero.

Guta guru racho iZagreb.

Nyika iyi ine miganhu neHangariya, Sebhiya, Mondenegiro, Bhoziniya ne Herizegovhina ne Sirovheniya.

Vamwe vangati Krowati, Kurowasia, Kurowashia, Kurohashia.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi