Yisirandi

Kubva Wikipedia
Republic of IcelandLýðveldið Ísland
Mureza wePoland
Rwiyo: Lofsöngur

Yisirandi, Yizirandi (kureva Iceland, Ruisirandi: Ísland sokuti "isiland") kana Isirandi, Izirandi sokutodza Chishona.

Gutaguru rayo iReykjavík

Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kana tichitodza Chingezi Iyisirandi inganzi Ayisirandi; Ayisilendi, asi tichitodza vatauri veko ndipo panobuda zita rokuti Iyisirandi, mamwe mazita angasanganisa Isirandi, Yisirandi, Yizirandi, Izirandi, Iyizirandi uyewo Iyisirandi.

Shoko rokuti "land" paChishona rinonzi chisi, saka kana zita rechishoni chairo richidiwa nyika iyi inganzi Iyisichisi kana Chisiyisi, nzira imwechete ingashandiswa pakudana dzimwe nyika senge "Ireland" inganzi Erichisi/Chisieri. "Eriu" ndiro shoko rokuti "Ire" muchitauro chevagari veko.

Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi