Moba

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Moba mutauro weAfrika unowanikwa kuTogo.

Mazwi Anotodza Bantu[chinja | edit source]

  • Moba vanoti baabaa (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: baamad, baamadb (n. father; genitor).
  • Moba vanoti buolu; buoli (n. 1. clan, ethnic, race; 2. kind, nature, 3. species) kureva rudzi. Fananidzai nokuti mhuri?
  • Moba vanoti dal; dalg (v. provoke someone, seek quarrel) kureva kudenha. Fananidzai nokuti dara?
  • Moba vanoti dond; donda (v. praise, sing praises.) kureva kurumbidza. Mamwe mazwi: gob (v. v. assemble, gather around).
  • Moba vanoti daa (again - [marking the persistence of an action]; always, barely; (at the neg.).
  • Moba vanoti gaali (n. flour of cassava.) kureva hupfu hwemufarinya. Swahili vanoti ugali kureva sadza.
  • Moba vanoti kal; kaal (v. be seated; sit down) kureva kugara pasi. Mamwe mazwi: ().
  • Moba vanoti kɔl, kɔla (n. bag) kureva bhegi. VaChikunda vanoti cola (n. bag) kureva bhegi.
  • Moba vanoti kul; kula (n. herd; bevy) kureva danga. Mamwe mazwi: kul (adj. all). Fananidzai nokuti guru?
  • Moba vanoti nna (n. four) kureva ina. Mamwe mazwi: ntaa (n. three).
  • Moba vanoti nyina (n. teeth; tusk) kureva mazino kana nyanga dzenzou.
  • Moba vanoti taa (v. have something in common). Fananidzai nokuti tanhatu.
  • Moba vanoti taa ... po (v. support someone; be on someone's side).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Moba vanoti bal, bala (n. placenta). Mamwe mazwi: bonduud (adj. yellow).
  • Moba vanoti bonŋ; boni (n. donkey) kureva dhongi. Mamwe mazwi: buam (n. love; affection; desire; will; need).
  • Moba vanoti buanu; buani (n. spine; vertebral) kureva muzongoza. Mamwe mazwi: bund (v. bud) kureva bukira.
  • Moba vanoti dani (n. period, moment,season) kureva chinguva.
  • Moba vanoti fuaa (ideo. very white) inyaudzosingwi inodudza mburetete kuchena.
  • Moba vanoti gadi (n. advice, constructive idea) kureva zano. Mamwe mazwi: gali (v. be acrid).
  • Moba vanoti gol; gola (n. bump, protuberance). Mamwe mazwi: gbanda (n. gizzard) kureva chikanganwahama.
  • Moba vanoti gbin (v. tie, make a knot). Mamwe mazwi: gbiin (v. be knotted; 2. fig, mating) kuva nepfundo.
  • Moba vanoti gbina; gbinn (n. node). Mamwe mazwi: gbinn, gbina (1. win game; goal; 2. football).
  • Moba vanoti jama (n. 1. circumstances; 2. climate, social; epoch).
  • Moba vanoti nal; nala (n. wound) kureva chironda. Mamwe mazwi: nanganda (n. crab).
  • Moba vanoti nisaal (n. human being) kureva munhu. Mamwe mazwi: nuubila (n. finger).
  • Moba vanoti nyaba (sexual intercourse). Mamwe mazwi: nyad ( v. mix, interlace, confuse).
  • Moba vanoti nyum (n. water; juice) kureva mvura. Mamwe mazwi: sal, salg (v. level, flatten).
  • Moba vanoti saab; saani (n. 1. paste; (at most.) the dishes m pl. 2 of dough).
  • Moba vanoti saan, saanm (n. foreigner) kureva munhu mupara.
  • Moba vanoti sɔm (n. 1. blood; (fig.) fetus m. 2, of less than three months).
  • Moba vanoti taabila; tààbíl̀ (n. toe) kureva chigunwe chekutsoka. Mamwe mazwi: ().
  • Moba vanoti tama (1n. doubt. hesitation; 2v. think, suppose, hope.) kureva [[]]. Mamwe mazwi: ().

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.