Chikanganwahama

Kubva Wikipedia
Chikanganwahama cheHuku

Chikanganwahama (gizzard) inhengo yemuviri inowanikwa pashiri nemhuka dzinosanganisira makarwe, alligator, dzimwe hove, nemamwe makonye. Nhengo iyi ine yakaputirwa mhasuru dzakasimba dzinoshanda basa rekugaya zvidyo dzichibatsirwa netumatombo tunomedzwa nemhuka idzi.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]