Mbugwe
Mataridziko
Mbugwe mutauro weChiBantu unowanikwa kuTanzania.
- VaMbugwe vanoti keru kana njere (white) kureva huchena.
- Mbugwe inoti mwaula mweeru (white necklace).
- Mbugwe inoti njiru (black) kureva hutema.
- Mbugwe inoti ufinyanga (to mould) kureva kusvinyanga.
- Mbugwe inoti lala (v. sleep) kureva kurara.
- Mbugwe inoti tema (cut) kureva kutema.
- Mbugwe inoti rema (cultivate) kureva kurima.
- Mbugwe inoti seka (laugh) kureva kuseka.
- Mbugwe inoti lolwa (married) kureva kuroorwa.
- Mbugwe inoti mwenyi (visitor) kureva mweni.
- Mbugwe inoti mbula (rain) kureva kunaya kwemvura.
- Izwi rokuti mwana (child) rakafanana kuMbugwe neShona.
- Mbugwe inoti wuna (break) kureva kuvhuna.
- Izwi rokuti muti (tree) rakafanana kuMbugwe neShona.
- Mbugwe inoti mburi (goat) kureva mbudzi.
- Izwi rokuti mwene (self) rakafanana kuMbugwe neShona.
- Mbugwe inoti mwaula (necklace) kureva chuma chemuhuro.
- Mbugwe inoti chakura (food) kureva chokudya.
- Mbugwe inoti mudidi (small) kureva mudiki.
- Mbugwe inoti masambe (greens) kureva miriwo.
- Mbugwe inoti meremo (work) kureva murimo.
- Mbugwe inoti njow (elephant) kureva nzou.
- Izwi rokuti moto (fire) rakafanana kuMbugwe neShona.
- Mbugwe inoti mofulo (river) kureva rwizi.
- Mbugwe inoti ng'ombe (cow) kureva mombe.
- Mbugwe inoti tofe (mud) kureva matope.
- Mbugwe inoti movere (body) kureva muviri.
- Mbugwe inoti jimo (other) kureva zvimwe.
- Mbugwe inoti molome (husband) kureva murume.
- Mbugwe inoti chambo (bait) kureva chambo.
- Mbugwe inoti ganda (n. bark) kureva gwati.
- Izwi rokuti nyama (meat) rakafanana kuMbugwe neShona.
Nhamba
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Imwe (one) vanoti mo.
- Mbiri (two) vanoti vere.
- Nhatu (three) kana tatu vanoti tatu.
- Ina (four) vanoti nne.
- Shanu (five) vanoti sano.
- Tanhatu kana nhanhatu (six) vanoti tanhatu kana sita.
- Nomwe (seven) vanoti mfunkáte.
- Sere (eight) vanoti nana.
- Pfumbamwe (nine) vanoti kenda.
- Gumi (ten) vanoti ikumi kana merongo.
[1].