Kusvinyanga
Kusvinyanga (to mold sadza) zvinoreva kuumba sadza muchanza uchidzvanya kuita kabhora kadoko kanokabirika mukanwa.
Tsika[chinja | edit source]
Sadza rapakurwa mundiro rinonzi mukonde wesadza; kana razonyanya kukura ronzi zimukonde kana kuti gonde resadza. Iro izwi rokuti Negonde rikazova zita remhuri uye chidawo chedzinza muZimbabwe.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaSwahili kana VaMbugwe vanoti kufinyanga (to mould) vachireva kusvinyanga.