Mamanga (nyeredzi)
Mataridziko
Ruambanyeredzi | Erisi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ |
Ratidzo reZodhiyaki | Mapatya |
---|---|
Nguva (kumadokero) | Chivabvu 20 – Chikumi 21 |
Unganyeredzi | Mamanga |
Nhangande yeZodhiyaki | Mhepo |
Umiriro muodhiyaki | Shanduka |
Mutongi | Nyamatsatse |
Isva | Vhenekeratsvimborume |
Unhongi | Nodhi yekuchamhembe |
Udonho | Nodhi yekumaodzanyemba |
Mamanga (Chirungu: Gemeni) kana Mapatya uyezve inogona kunzi Jemano kana Jemenai tichirerutsa Chirungu. Mamanga ndicho chiratido chechitatu cheruambanyeredzi muzodhiyaki, ichibva kuboka renyeredzi reMamanga. Pasi penzvimbo dzinopisa dzemvura, zuva rinoyambutsa chiratidzo ichi pakati pamusi wa 20 Chivabvu kusvika 21 Chikumi.[1]
Mamanga anoteera Handira nyeredzi chipiri, iyo ichizo teerawo Gakanje.
Vambo rezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mamanga zvinoreva kuti 'twins' muChirungu.
Mamwe mazita:
- Mapatya
- Maviri
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ "Gemini". Encyclopedia Britannica. n.d. Retrieved June 24, 2020.