Gombera

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Uya undigombedze mhuru ndichikama: come and keep the calf away while I am milking.
  • Murwendo akagomberwa mabvi nenzara: the traveller was weak at the knees from hunger.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti wadzi-gombera tu (he spoke only to himself) vachireva aitaura ega.
  • VaDigo vanoti wa-gomba vira (speak thus) vachireva taura sezvizvi.
  • Baila vanoti ku kombela (to pray to or for, to persuade) kureva kunamatira.


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.