Humhutu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Mosquito Tasmania crop.jpg

Humhutu (mosquito in English) kapembenene kanonyanya kuzivikanwa nenahu yekuruma vanhu kachisveta ropa. Nzvari dzehumhutu ndidzo dzinonyanya kusveta ropa panguava imwechete dzichitapurira zvirwere zvinosanganisira malaria.

Kunonzi kune marudzi 3,500 ehumhutu Pasirose. Marudzi ehumhutu aya anotapurira zvirwere zvinosanganisira malaria ne West Nile.

Zvikara zvinodya humhutu zvinosanganisira mukonikoni nehove.