Mukoti
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKupepa)
Mukoti kana muwongi (nurse in English) munhu anoita basa rokushanda nevarwere nekuvapa mishonga achitevera mirairo yachiremba pane zvirwere zvikuru.
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chinovongwa mutumbi, hakuvongwi kuvata pasi. What must be nursed is the person (who is ill) and not the lying down.
- Chinopepwa urwere, kwete rukukwe. What must be nursed is the illness, not the mat.
Mitauro yaBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaVenda vanoti muongi (n. Nurse, hospital nurse) kureva mukoti. Vhuongelo (n. nursing home).
- VaLozi vanoti mupepisi kana bapepisi pakuwanda (n. midwife, nurse) kureva mukoti.
- MaZulu vanoti umongi kana abongi pakuwanda (n. Nurse, hospital nurse) kureva mukoti.
- VaGungu vanoti mutambi kana batambi pakuwanda (n. nurse) kureva mukoti.
- Chewa inoti kupepa (v. to blow) kureva kupepa. Mamwe mazwi: kupepuka (capable of being blown away).