Ruambadenda
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuUronzadenda)
Muzvidzidzo zvehurapi mazwi anoti Ruambadenda riri kuturikira chinonzi (Pathology) kuEnglish chinova chidzidzo chinotarisa:
- Zvikonzero zvechirwere, mutowo wekarwariro; uye matanho anotevedzwa nechirwere.
- Hudenengurwa hunoonekwa kana chirwere chapinda, uye mindandaridza inobata ipapo pane hurwere.
- Mutsauko uripo pakati pemuviri mutano nemuviri une chirwere .
Kupiwa kweZita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vara rokuti kuamba riri kushandiswa kuturikira chivakamberi logy chinowanikwa kuEnglish mumazwi anodudza zvidzidzo zvnoti: biology, geology, physiology etc.
- Pathologist rinenge roturikirwa kunzi chiambadenda.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mutenda kana nhenda (sick person) kureva murwere. Asi nhenda rinoreva hurwere zvakare - sickness.
- Ruambamutamutenda (Pathophysiology).
- Hudenengurwa zvoreva conditions.
- Chiparadenda kana chibaradenda (pathogen) - apa kureva chacho chinokonzera chirwere chingava bhakitiriya kana vhairasi. Pano shoko rokuti kupara riri kushandiswa kureva set-up; establish; found.