Dendera pa Mineti

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuDendera pa mineti)

Dendera pa Mineti (Revolutions per minute)- iri izwi rinodudzira mudida wechiumbwa chiri kutenderera pa akiso uye kuchishandiswa Dendera pa Mineti sechiyero. Chiyero ichi chinoshandiswa zvakare kutaura mudida wezviumbwa zviri kuzeya zvichiita monerapo paAkiso iri pakati pechiumbwa chiri kutaurwa nezvacho.