Chimele

Kubva Wikipedia

Mele mutauro unowanikwa kuVanuatu.

  • Mele vanoti sike (v. make fire by friction) kureva kusika moto.
  • Mele vanoti suka (v. Shift back, move back (while sitting)).
  • Mele vanoti taataa (n. grandfather). Fananidzaai nokuti tateguru.
  • Mele vanoti towo (n. measure; measurement) kureva mupimo. Fananidzai nokuti mutowo.
  • Mele vanoti vera (v. burn; be on fire) kureva kubvira.
  • Mele vanoti kole (n. ring, bracelet, armlet.) kureva rhingi.
  • Mele vanoti kosi (adj. Out of line, crooked, in wrong direction). Giryama vanoti ku-kosa (v. err, to do amiss).
  • Mele vanoti fuma (v. blossom, flower) kureva kutumbuka.
  • Mele vanoti jiro (v. Sink, drown; disappear over the horizon; sink out of sight). Fananidzai nokuti chiro.
  • Mele vanoti tasi (n. one, same). Fananidzai nokuti nhasi.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mele vanoti soropara (adj. flat; smooth (of a horizontal surface))..
  • Mele vanoti taa (v. Sway back and forth, of an object fixed at the base (e.g. a sail)).
  • Mele vanoti tafa (n. side, place beside, edge) kureva divi.
  • Mele vanoti tagata (n. person, human being; man, husband; body) kureva munhu.
  • Mele vanoti taka (n. Pair, couple (constantly together); age) kureva varongo.
  • Mele vanoti taalele (Change direction, turn a corner, turn aside).
  • Mele vanoti taoga (n. kind; nature) kureva mhando.
  • Mele vanoti taaraa (v. Be near, approach, get close to; nearly, almost).
  • Mele vanoti taarara (n. chipped; cracked) kureva mutsemu.
  • Mele vanoti tata (adj. near in space or time) kureva pedyo.
  • Mele vanoti tawi (n. Pair of things (e.g. yams, coconuts, breadfruit) tied together).
  • Mele vanoti teetea (adj. White; clean) kureva huchena.
  • Mele vanoti toga (n. Foreign place (not including Pacific islands)).
  • Mele vanoti toro (n. steam) kureva mupfunga.
  • Mele vanoti wota (n. share; portion; gift) kureva mugove.
  • Mele vanoti luku (n. backwater). Mamwe mazwi: gutu (n. beak) kureva muromo weshiri.
  • Mele vanoti susu (n. breast) kureva zamu. Mamwe mazwi: seke (v. slide).
  • Mele vanoti kaleka (n. cross-cousin) kureva muzaya.
  • Mele vanoti fua (n. fruit. Adj. fruitful) kureva muchero.
  • Mele vanoti gora (v. snore) kureva ngonono.
  • Mele vanoti nuku (n. small island) kureva chitsuwa.
  • Mele vanoti waasira (n. stream) kureva rukova.
  • Mele vanoti ara (n. strip). Mamwe mazwi: loara (adj. striped).
  • Mele vanoti rukuruku (n. space underneath a thing).
  • Mele vanoti ruku (n. Hide, be hidden, disappear) kureva chakavandika.
  • Mele vanoti siva (n. nine) kureva pfumbamwe.
  • Mele vanoti maarama (n. light; bright; shine) kureva chiedza.
  • Mele vanoti maariga (v. give light; light from something) kureva kuvheneka.
  • Mele vanoti sara kana tere (v. flow). Mamwe mazwi: masi (n. bark cloth) kureva jira remakavi.
  • Mele vanoti maruuruu (adj. weak). Mamwe mazwi: taka (n. age) kureva zera.
  • Mele vanoti nawa (n. artery). Mamwe mazwi: muana (n. Open sea, the ocean).
  • Mele vanoti fenua (n. country; land; large island) kureva nyika.

[1]

  1. https://core.ac.uk/download/pdf/160609402.pdf