Kusika moto

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Diagram of a bow drill designed for fire starting

Kusika moto (create fire by friction) apa zvichireva moto unopfuta nokukweshanisa chimuti pachikwati chemuti.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti -sika umoto (to produce fire by friction) vachireva kusika moto.
  • VaLenje vanoti shika (n. light fire by friction - i.e. firesticks) kureva kusika moto. The lunya is pressed in a notch of the chishikwa and twirled until a spark is obtained.
  • VaTaita vanoti kuwasha (to light, kindle) kureva kuvesa moto.
  • MaZulu vanoti basa (kindle, enkindle) vachireva kuvesa moto.