Svetuka kuchirochemo

Beli

Kubva Wikipedia

Beli mutauro weAfrika unowanikwa kuSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Bantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Beli inoti baba kana bö (n. father) kureva baba.
  • Beli inoti bali (n. friend) kureva shamwari.
  • Beli inoti bonji (adj. many - countable) kureva zhinji.
  • Beli inoti kabi (n. rope) kureva gavi.
  • Beli inoti kanga (n. ostrich) kureva mhou.
  • Beli inoti koti (n. club, stick) kureva chimuti. Fananidzai nokuti mugoti?
  • Beli inoti lë̱lë (v. slope) kureva materu. Fananidzai nokuti kurereka?
  • Beli inoti mä (n. mother) kureva amai.
  • Beli inoti ga̱a (v. bite, 2. cut) kureva kuruma kana kucheka.
  • Beli inoti bira (adj. beautiful) kureva munaku.
  • Beli inoti boro (adj. big) kureva hombe.
  • Beli inoti butu (n. hill) kureva chikomo.
  • Beli inoti bara (adv. beside). Mamwe mazwi: ꞌbaꞌba (adv. among, between).
  • Beli inoti cenje (adv. on side). Mamwe mazwi: kïtï (n. chair) kureva chigaro.
  • Beli inoti daka (adv. first) kureva chekutanga.
  • Beli inoti dala (n. stone) kureva ibwe.
  • Beli inoti dinya (n. middle of something; among, in middle).
  • Beli inoti dörï (n. desert) kureva gwenga.
  • Beli inoti dɔko (n. 1. descendant 2. kind or type of something (lit. head seed)).
  • Beli inoti gumö (n. blood) kureva ropa.
  • Beli inoti gutu (n. tree) kureva muti.
  • Beli inoti ꞌja̱ꞌja (v. insult) kureva kutuka.
  • Beli inoti kunï (n. last born child) kureva gotwe.
  • Beli inoti kɔtɔ (num. one) kureva posi.
  • Beli inoti kɔndata (adv. that side).
  • Beli inoti mutu̱ (n. birth (tu̱ be born, give birth) kureva kuzvarwa.
  • Beli inoti mbele (n. sword kureva munondo.
  • Beli inoti njowa (adv. both) kureva zviri zviviri.
  • Beli inoti nyaka (n. field, farm, vineyard) kureva munda.
  • Beli inoti togbe (n. wild pumpkin, gourd). Fananidzai nokuti mutohwe?
  • Beli inoti topa (n. sign, colour, kind).

Duramazwi racho rinowanikwa paWebonary.org.