Kurereka
Mataridziko
Kurereka (to stand in slanting posture).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Muti unowira kwawakarerekera.
- Sangano reNyika dzisina divi radzakarerekera (Non-Aligned Movement) raiva sangano renyika dzakaita sarudzo yekuti hadzimire neUSA kana Russia munguva yeCold War.