Ambaleenge
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuAmbaleeŋge)
Ambaleeŋge mutauro unowanikwa kuMali.
- Ambaleeŋge inoti do (n. night) kureva husiku. Fananidzai nokuti chiro?
- Ambaleeŋge inoti sele (all) kureva zvose. Wongororai izwi rokuti gwekwesera?
- Ambaleeŋge inoti golo (long) kureva refu. Fananidzai nokuti gorokodzwa?
- Ambaleeŋge inoti bamba (wide) kureva hupamhi. Fananidzai nokuti kupambadza?
- Ambaleeŋge inoti swe (n. ground) kureva pasi. Ndebele inoti ilizwe kureva nyika.
- Ambaleeŋge inoti sumbi (deep) kureva hudzamu. Ko kuti mushumbi?
- Ambaleeŋge inoti yéshímá (white) kureva huchena.
- Ambaleeŋge inoti seeli (n. eight) kureva sere.
- Ambaleeŋge inoti taandi (three) kureva nhatu.
- Ambaleeŋge inoti noomu (n. five) kureva shanu. Fananidzai nokuti nomwe?
- Ambaleeŋge inoti gunda (n. slave) kureva muranda.
- Ambaleeŋge inoti nda (n. person) kureva munhu.
- Ambaleeŋge inoti paŋga (n. granary) kureva dura.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ambaleeŋge inoti dùndù (n. root) kureva mudzi.
- Ambaleeŋge inoti she (seed/stone/pip) kureva mbeu.
- Ambaleeŋge inoti geni (fire) kureva moto. Fananidzai nokuti mheni?
- Ambaleeŋge inoti ale (cloud) kureva gore. Mamwe mazwi: wàyà (n. year) kureva gore.
- Ambaleeŋge inoti dεndεmo (evening) kureva madeko.
- Ambaleeŋge inoti duŋguru (short) kureva pfupi.
- Ambaleeŋge inoti pεmbi (narrow) kureva pakamanika.
- Ambaleeŋge inoti kilolo (cold) kureva kutonhora.
- Ambaleeŋge inoti baru (add to) kureva kuwedzera.
- Ambaleeŋge inoti sheŋge (n. Bulrush millet).
- Ambaleeŋge inoti kakunde (n. onion) kureva onyeni.
- Ambaleeŋge inoti gònɔ́ (n. melon) kureva nwiwa.
- Ambaleeŋge inoti pomboga (empty) kureva demhe.
- Ambaleeŋge inoti kojikolo (green).
- Ambaleeŋge inoti toowa (n. nine) kureva pfumbamwe.
- Ambaleeŋge inoti dube (n. iron) kureva simbi.
- Ambaleeŋge inoti nyambe (glow-worm).
- Ambaleeŋge inoti tagu (n. lie) kureva manyepo.
- Ambaleeŋge inoti tolo (anthill) kureva churu.
- Ambaleeŋge inoti nara (gum, glue) kureva namo.
- Ambaleeŋge inoti mandi (laughter) kureva maseko.
- Ambaleeŋge inoti dabale (n. proverb) kureva chirahwe.
- Ambaleeŋge inoti dõ (n. word) kureva shoko.
- Ambaleegge inoti ɔndɔ (pond, lake) kureva dziva kana nyanza.