Nwiwa

Nwiwa (watermelon in English) muchero unowanikwa musango kana kuti uchirimwa pamusha. Nwiwa kana kuti vise muchero unonzi wakabva kuno kuchamhembe kweAfrica ukazopararira Pasirose. Manwiwa anorimwa muminda pamwe nechibage nemanhanga.
- Jeza (immature watermelon) apa kureva nwiwa risati rasvika.
- Mhudzi (seeds of melon species).
- Izwi rokuti mpale (dried strips of melon) rinotaurwa kuKalanga richireva mbadzi dzenwiwa dzakawomeswa kana kufushwa.
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kanyachi kana kiwani (Red-fleshed variety of cattle melon).
- Chingenyama (Red-fleshed variety watermelon).