Svetuka kuchirochemo

Nyamweda

Kubva Wikipedia

Nyamweda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Helga Nyamweda; Zinzile Nyamweda; Fungayi Nyamweda; Tarisai Nyamweda.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Zigula vanoti mwida (hope, trust, confidence). Mamwe mazwi: muda kana mwida (n. period, a spec of time, time).
  • Chuwabo vanoti wedda (v. walk) kureva kufamba. Mamwe mazwi: mu-weddani (on the path). VaKaonde vanoti mwela (season) kureva mwaka.
  • Baila vanoti mwela (a heap, a division of grain) kureva murwi. VaNyole vanoti omwera (n. threshed millet) kureva rukweza rwakapurwa.
  • VaYao vanoti kumwela (n. south) kureva kuchamhembe. Mang'anja vanoti mwera (n. south) kureva kuchamhembe.
  • Gaam vanoti weda (n. 1. beauty, joy, goodness; 2. adj. good, beautiful) kureva hunaku.