Mbune
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuOmene)
Shoko rokuti mbune (Self, own) rinoreva iye munhu pachake. Shoko rokuti ndomene rinoshandiswa futi richiturikirwa kunzi personally kuEnglish.
Mambune (purposely, deliberately).
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Musiki iye mbune akava munhu: apa kureva the Creator Himself became a man.
- Handisi kutaura zvekuunzwa nemumwe munhu, ndakazviona mbune nemaziso angu aya.
- Kana kuri kutaurwa mumwe munhu, shoko rokuti omene ndiro rinoshandiswa, sokuti:
- Chisikana chaenda chomene: the little girl herself went.
- Mukomana aenda omene: the boy himself went.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Zvamina hazvina mafi. My own affairs cause no grudge.
- Ndomene haichemedzi. What you do on your own does not make you cry.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTonga vanoti ndemwini (I myself) vachireva ndomene. Vanobva vati mwini (himself). Tumbuka inoti chomene (very much).
- Zigula inoti emwenye (himself; herself). Mamwe mazwi: chenye (itself)- sokuti: chintru chenye (the thing itself).. Luganda inoti moyo (self).
- Swahili inoti uzima (1. life, vitality; health, vigor, energy; 2. full development; 3. maturity; adulthood; 4. completeness, perfection).
- Swahili inoti uzima (existence, reality). Mamwe mazwi: uzima wote (1. rare lifetime; one's entire lifetime).
- VaMambwe vanoti mweneco (himself, herself). Sangho inoti mveni (n. self, owner) kureva ndimene kana mwene.
- Kabwa vanoti enye, chenye, dyenye, henye, kenye, kwenye, mwenye, venye, wenye, yenye, (1. self; 2. selves).
- Kabwa vanoti omwene (himself; herself). Chikunda inoti wamene, kamene, pamene, kwamene, mwamene (itself).