Zulgo
Mataridziko
Zulgo mutauro unowanikwa kuCameroon.
Mazwi Anotodza Bantua
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Zulgo inoti maasakwa (n. cooked peanuts) inzungu dzakabikwa.
- Zulgo inoti pala (v. pick up, pick up what is on the ground) kureva kunhonga zviri pasi. Mamwe mazwi:
- Zulgo inoti palama (n. group) kureva boka. Mamwe mazwi: palam (n. herd).
- Zulgo inoti tsapa (n. shoe) kureva shangu.
- Zulgo inoti tseke (n. side; part; place) kureva nzvimbo. Mamwe mazwi: wuswa (n. core).
- Zulgo inoti vak (v. spend the day) kureva kuswera. Mamwe mazwi: wara (v. hunt).
- Zulgo inoti wura (v. decompose, corrupt) kureva kuwora.
- Zulgo inoti zambal (n. scourge; to beat millet) kureva kupura.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Zulgo inoti baba (grand) kureva huru. Mamwe mazwi: barama (n. route).
- Zulgo inoti bara (v. wash, clean with a liquid) kureva kusuka. Mamwe mazwi: bitekwe (n. ash).
- Zulgo inoti ɓele (n. slave; slavery) kureva huranda. Mamwe mazwi: dalama (n. axe) kureva demo.
- Zulgo inoti dula (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: dumbuzuzzwa (ideo. to be chubby).
- Zulgo inoti dza (v. 1. put, place, pose; 2. fall, be driven up and down) kureva kutsveta. Mamwe mazwi:
- Zulgo inoti dzama (n. vertebra (f) cervical). Mamwe mazwi: dzin (adj. fresh - which still has sap, and is not yet dry or ripe).
- Zulgo inoti gula (n. porridge) kureva bota. Mamwe mazwi: gular (n. south) kureva chamhembe.
- Zulgo inoti gura (n. gold, brass) kureva ndarama. Mamwe mazwi: guva (n. edge).
- Zulgo inoti guvah (n. field cultivated) kureva munda wakarimwa. Mamwe mazwi: gwedere (n. advance - money).
- Zulgo inoti gwala (n. kinship on the father's side; clan from the same ancestor).
- Zulgo inoti kurwa (ten) kureva gumi. Mamwe mazwi: kwara (v. reign, command).
- Zulgo inoti madagula (n. chickenpox). Mamwe mazwi: magala (n. violence, force).
- Zulgo inoti magamza (single) kureva chimwe. Mamwe mazwi: makala (n. donut).
- Zulgo inoti mandala (n. contemporary; contemporary of the same age) kureva zera rimwe.
- Zulgo inoti masa (v. sow the second time (to complete where it did not grow the first time)) kureva kudyarura. Mamwe mazwi: msa (collect a poor harvest).
- Zulgo inoti mandas (n. seed burial before irgo rains). Mamwe mazwi: masawara (n. ant) kureva svosve.
- Zulgo inoti mendze (n. 1. existence, way of living; 2. existence) kureva kurarama.
- Zulgo inoti muvah (n. wall - which holds the earth in terraces) mudhuri unogama ivhu.
- Zulgo inoti nasara (n. white person) kureva murungu. Mamwe mazwi: ndala (v. stop raining or sink).
- Zulgo inoti ndara (to, in the direction) kureva kwakadziva. Mamwe mazwi: ŋgat (v. find, meet).
- Zulgo inoti ŋgwal (adj. good) kureva hunaku. Mamwe mazwi: sula (num. two).
- Zulgo inoti suwah (n. well) kureva tsime. Mamwe mazwi:
- Zulgo inoti tsaka (n. side - lateral part of the body or a thing; 2. lateral part of the body or a thing) kureva rutivi.
- Zulgo inoti tsaɓa (v. piling up, putting in heaps in the basket; 2. raise, build, erect the frame; 3. make a necklace).
- Zulgo inoti tsala (v. to cut up, to cut meat into pieces by means of a hatchet) kucheka nyama nedemo.
- Zulgo inoti tsara (right now; immediately; at once; straight away) kureva pakare-pakare. Mamwe mazwi: