Kutsveta

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutsveta (Deposit, set-down, place) zvinoreva kugadzika chinhu pasi kana panzvimbo iri kurehwa.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Tsveta chitsiga pasi chisati chakupisa.
  • Pahuro pake pakatsvetera saka anga achitaura nezwi rakazhezhera.