Waalii

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaWaalii)

Wali kana Waalii mutauro weAfrika unowanikwa kuGhana.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Wali vanoti ba (n. dad) kureva baba. Mamwe mazwi: guoni (n. fence).
  • Wali vanoti jauri (n. conflict) kureva mhanda. Mamwe mazwi: jauri (v. fight).
  • Wali vanoti jaubo (n. aggression) kureva hudhuri. Mamwe mazwi: jauri (adj. aggressive; n. aggressor).
  • Wali vanoti jeri; nyogi kana jaanhi (v. decide on or against; denounce; deny) kureva kugura mhaka. Mamwe mazwi: jeri (v. demoralize).
  • Wali vanoti nyina tuma (n. dentistry. From nyina/tooth; tuma/work). Mamwe mazwi: ‘dendenge; ning ‘dendenge (extreme; extremist).
  • Wali vanoti di minga; yeli ‘ku (v. devote oneself or something to). Mamwe mazwi: minga (adj. devoted). Yeliminga (n. truism: self-evident, obvious truth; truth).
  • Wali vanoti pari (adj. extra) kureva kuraudzira. Fananidzai nokuti barika?
  • Wali vanoti yeli; yelimiihi (n. fact). Mamwe mazwi: yeliminga (adj. factual). Fananidzai nokuti Munjeri?
  • Wali vanoti bi; bira (v. ferment) kureva kuvira. Mamwe mazwi: bura; bila (n. ferment).
  • Wali vanoti dori; dora (v. foreboding). Mamwe mazwi: firi; fira (v. bully; force) - fananidzai nokuti kufiririra.
  • Wali vanoti dang jeri (v. preconceive). Mamwe mazwi: dang yelibu (n. prediction). Dang yoo (v. prepay). Dangnyira (prescient). Fananidzai dang nokuti kutanga.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Wali vanoti jaala (adj. abortive; futile - of actions). Mamwe mazwi: fuli; gbambala (n. albino) kureva musope.
  • Wali vanoti tuni; tuma (n. action, enterprise, job; adj. activity) kureva kuita. Mamwe mazwi: simbu (n. amount) kureva huwandu.
  • Wali vanoti adversary (n. doma; haara; dataa) kureva mhandu. Mamwe mazwi: katanga (n. barn).
  • Wali vanoti nabaali (n. ancestor) kureva tateguru. Mamwe mazwi: tuma daanha; daanhidaanha (n. apprentice).
  • Wali vanoti nyangimbu (n. ardour - zeal, eagerness) kureva [[shungu]. Mamwe mazwi: artfulness (n. dawaree) kureva hudavadi.
  • Wali vanoti artery (n. jingwuo) kureva tsinga. Mamwe mazwi: arterial roads (n. sobera) kureva mugwagwa mukuru.
  • Wali vanoti duurungwuo (n. bladder) kureva furidzo. Mamwe mazwi: bomba (n. bomb).
  • Wali vanoti jonga (n. blind in one eye) kupofomara ziso rimwe. Mamwe mazwi: jaura gona (v. brawl).
  • Wali vanoti jaga; miebu; naangbu; maalibu (n. building) kureva chivakwa. Mamwe mazwi:
  • Wali vanoti da (v. buy) kureva kutenga. Mamwe mazwi: daara; dadaara (n. buyer).
  • Wali vanoti casual (adj. ba naara). Mamwe mazwi: burimbu (n. conjecture).
  • Wali vanoti chiffon (n.‘duuku). Fananidzai nokuti dhuku? Mamwe mazwi: kombo (n. chat).
  • Wali vanoti maalibu (n. clearance). Mamwe mazwi: savaalii (n. cloud).
  • Wali vanoti coconut (n. ‘kube). Mamwe mazwi: wuli; daanhi (v. coach).
  • Wali vanoti nyina (n. cog - a gear tooth) kureva zino regiya. Mamwe mazwi: ningbaala; ningbayaa (n. commoner).
  • Wali vanoti bayaa (adj. common place). Mamwe mazwi: bung bayaa (adj. common).
  • Wali vanoti kpagu; ‘kogu; tagu (adj. compact). Mamwe mazwi: sanyeu; yeuri (n. compensation).
  • Wali vanoti ‘diibu; siimaa (adj. nutrient). Mamwe mazwi: siimaa (n. nutrition).
  • Wali vanoti jo saandaana (v. conciliate - to overcome the distrust or hostility of; win over). Mamwe mazwi: maalibu; saandaana. (n. conciliation).
  • Wali vanoti ji-nyaari (n. dawn; daybreak; daylight) kureva kuyedza. Mamwe mazwi: kong; ba tari; ba paali (adj. deficient)..
  • Wali vanoti danga (adj. abnormal). Mamwe mazwi: baala; nyaangaa (adj. decrepit).
  • Wali vanoti ‘ji-garaa (n. destination) kureva mutondwe. Mamwe mazwi: nene; ta (adj. determinate).
  • Wali vanoti baa; yalihi; nari (v. develop) kureva kupundutsa. Mamwe mazwi: baabu; naabu; naribu (n. development).
  • Wali vanoti taa kana to pakuwanda (counterpart). Fananidzai nokuti tanhatu.
  • Wali vanoti foomaraa; saana (n. emigrant) munhu akatamira pamusha. Mamwe mazwi: ‘duri-nyina (n. fork).
  • Wali vanoti sing taa (adj. equal, equivalent; v. equalize) kureva kuenzana. Mamwe mazwi: taa singbu (n. equalization; equation).
  • Wali vanoti tieri; tiera; chagi; chagira; jeri; jera (v. figure). Mamwe mazwi: fora; dendenga (adj. first; original).
  • Wali vanoti tung; tuna (v. function). Mamwe mazwi: tuni; tuma (n. function). Mamwe mazwi: ‘ku-nyina (n. harrow).
  • Wali vanoti ira laara; chiera laara (v. make fun of; poke fun of). Mamwe mazwi: laari/lamaali (n. fun).
  • Wali vanoti nyeli; nyela; tonni; tonna; toonhi; toonha; mari; mara (v. fuse). Mamwe mazwi: vari; vara (v. geld; castrate; weaken or subdue).
  • Wali vanoti daa; daara (v. hustle - to push or force one's way; jostle or shove). Mamwe mazwi: dari; daruu (n. ladder) kureva manera.
  • Wali vanoti paali; paala; lang (v. integrate). Mamwe mazwi: langbu; paalibu (n. integration; integrity).
  • Wali vanoti ‘ziyeni; ‘jiyeni (adj. local). Mamwe mazwi: ‘be ‘jiyeni; lang ‘jiyeni (v. localize).
  • Wali vanoti nyira; ‘soro (v. obtain) kureva kuwana. Mamwe mazwi: nyira; chenla (adj. perceptive) kureva kuchenjera.
  • Wali vanoti minga (adj. outright). Mamwe mazwi: chewali; tuma tona (n. output).
  • Wali vanoti ‘so; taa; tari; ‘soro; taara (v. own) kuva mwene. Mamwe mazwi: daana; ‘soro (n. owner).
  • Wali vanoti ‘piing; ‘pimbiri (n. pin) kureva pini. Mamwe mazwi: dang-ira (n. pioneer).
  • Wali vanoti paala (n. platform; podium). Mamwe mazwi: kaara (n. trustee).

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.