Mhandu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mhandu kana bandu (hostile person, enemy, person of a disordered mind) zvichireva muvengi kana mudzivisi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweYao vanoti chipandu (danger ; any fearful object).
  • Mururimi rweYao vanoti upandu (a danger occurrence).
  • Mururimi rweYao vanoti panduka (rebel).
  • VaTaita vanoti nyamandu (brute).