Musope

Kubva Wikipedia
Musikana ane husope kuPapua New Guinea

Musope kana murungudunhu (Albino person) zvinoreva munhu anozvarwa aine ganda jena asi vabereki vake vari vanhu vatema vose. Kune maando mbiri dzehusope: kunoti husope hunobata ganda, bvudzi nemaziso, kwozoti husope hunobata maziso bedzi.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]