Svetuka kuchirochemo

Kufirira

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKufiririra)

Kufirira kana kufiririra (to exert one's full effort; to labour much) zvinoreva kuita basa nemoyo wose.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • ChiNembe vanoti firi (n. business; enterprise; job; labour; task; work; duty; function).
  • ChiNembe vanoti firimo (v. send for (telling to come or ordering as to purchase)).
  • ChiNembe vanoti firimo (v. send; order; mandate; command; bid go).
  • ChiNembe vanoti mondifiri (n. job; piece of work done for hire or profit; employment; labour; task; toil; act; thing done; deed)