Mugwagwa
Jump to navigation
Jump to search
Mugwagwa (road in English) zvinoreva ndima yakagadzirwa kuti muchovha inge ichifamba napo.
Kunonzi mugwagwa une chikamu chakareba chakatwasuka ndiwo unobva kuChegutu kuenda kuKadoma.
Mazwi eBantu[chinja | edit source]
- VaLenje neBarotse vanoti mukwakwa (road, main road, path) kureva mugwagwa.
- VaNyungwe vanoti mseu kana miseu (n. street) kureva nzira.
- VaTonga vanoti mukwakwa kana mugwagwa (n. a road) vachireva mugwagwa.
- VaMakua vanoti epiro (n. road) kureva mugwagwa.
- Mururimi rweKikongo vanoti manene (n. highway, highroad, much used path) zvichireva mugwagwa.