Munjeri

From Wikipedia

Munjeri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kudzai Munjeri; Tinashe Munjeri; Kudakwashe Munjeri; Cephas Munjeri.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.