Svetuka kuchirochemo

Kuvaka

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChivakwa)

Kuvaka (Chingezi: to build) kana Kuwaka zvinoreva kuita mabasa ekumisa imba ichagarwa kana chimwe chivakwa.

  • Nhungu chivakwa chakavakwa mumunda chinogara vanhu vachizora kana kurinda zvirimwa.
  • Katungu kana chitsora zvinoreva musha uri kwawo wega kusina vamwe - isolated dwelling place.
  • Dungarwizi (any plant that grows in the water) apa kureva dzinde rinomera murwizi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kikuyu inoti kuaka (to build; construct). Lugungu inoti kutara (v. start building a building or any other structure).
  • Bushong inoti baka (v. join together, unite, put together, put side by side). Bushong inoti baka luona (v. repair patch).
  • VaHerero vanoti tunga (build; fabricate, construct) kureva kuvaka. Mamwe mazwi: omutunge (builder; mason). Okutunga (fabrication).
  • Lenje neChewa vanoti kupanga (make, used of constructive work of any kind, construct, put together, build, contrive, build up) kureva kuvaka.
  • VaGwere kuluka kana kuzimba kana kwombeka (Construct) vachireva kuvaka. VaGanda vanoti muzimbi (builder) vachireva muvaki.
  • VaYao vanoti mlingo kana chilingo (materials for work; materials for building) vachireva zvombo zvekuvakisa.