Ungamo:Chinamato

Kubva Wikipedia
Ndaba dze Ungamo: Zviitiko · Tsika · Taranyika · Hutano · Nhoroondo · Masvomhu · Dondo · Vanhu · Ugondamano · Chinamato · Nzanga · Ruambarueza ·Ungamo wechibhubhubhu
Wikibar-alpha-8bit.png
Ungamo we Chinamato
Chinamato kana Chitendero chinotsanangurwa pakazhinji se sistimu ye mutsika-nzanga ye maitiro uye zviitwa, umunhu, zvitendero, maongorapasirose, mahhwaro, nzvimbo dzinoyera, zvisvitswo (kureva prophecies), Zvinyire, kana masangano, anotia nezve vanhu, supanachurali, zvevuzuru, uye zvovudzimu; zvakadaro, hapana mvumirano yechiskora inotaura kuti chinamato chii. Zvinamato zvakasiyana zvinogona kusanganisa kana kusasanganisa zveutsvene, zvinoyera, ruvimbo, munhu/vanhu wechisupanachurali, kana "imwe mhando yekupedzisira uye kuzuruka kunopa maitiro uye simba hupenyu hwose".

Zviitwa zve zvinosanganisa marichuwali, masemoni, komemoresheni, kana vheneresheni (yevanamatwi kana vasande), zvipiriso, mafestivhoro, mabiko, ma-trances, mainishiyeni, rufu nekuviga vanhu, michato, ufungisiso, munamato, mhanzi, useza, kudzana, rupo kuvanhu, kana dzimwe tsika dzevanhu...(werengai zvakadzama...)


Wikimedia logo family complete 3.svg
Wikibar-alpha-8bit.png
Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mamwe mwishumo (mapurojekti) akadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
WikiProject Structured Data for Commons-logo.svg
Zvinjee (Zvikomoni)
Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo eunjee.
Meta-Wiki Confirmed-2000px.png
Meta-wiki
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
Wiktionary-logo-ka-without-text.svg
Wikiduramazwi
Duramazwi.
Wikibooks-logo.png
Wikinwadhi
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
Wikiquote-logo-sq.svg
Wikidzupuramanzwi
Unganidzo re madzupuramanzwi
Wikisource-logo.svg
Wikivambo (Wikisosi)
Kuvamagwaro re mahara.
Wikispecies-logo.svg
Wikirudzi
Duramazwi re marudzi (maspishi).
Wikiversity Logo.png
Wikichikoro
Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara.
Wikinews-Africa-logo.svg
Wikinhau
Nhau dze mahara.
Wikipedia logo puzzle globe spins horizontally and vertically, revealing the contents of all of its puzzle pieces, without background.gif
Vhumbunurai Wikipidhiya ne Mwingamo
Udorongodzwa hwe Mwingamo yose
Circle-icons-art.svg
Ungamo we Useza
Ungamo we Ruambamhenyu
Ungamo we zviitiko zvemurizvino
WikiProject Biology Logo (Deus WikiProject).png
Ungamo we Taramhenyu
Geographylogo.svg
Ungamo we Taranyika
Old wikipedia logo.png
Ungamo we Nhoroondo
Wikipedia logo v2 (black).svg
Ungamo we Masvomhu
Nuvola apps kalzium.svg
Ungamo we Sainzi
P religion-green.png
Ungamo we Chinamato
P culture.svg
Ungamo we Nzanga
N icon technology.png
Ungamo we Ruambarueza
Ungamo we Tsika
Ungamo we Upanganyeredzi
Language icon.png
Ungamo we Mutauro
Ungamo we Mhanzi
Ungamo we Zvibhubhubhu
Mwingamo ye WikiWushumo
Wikibar-alpha-8bit.png