Wushumo

Kubva Wikipedia

Kana pane rimwe shoko rinozivikwa ngariiswe pamusoro periri.

Ushumo, Wushumo (kureva project) uye pahuwandu mwishumo kana mishumo. Chishongrish chinoti purojekti uye mapurojekti pahuwandu.

Shoko iri rinotodza shoko redu repaChishona rokuti mushumo, rinoreva kuti "labour".