Ungamo:Useza

Kubva Wikipedia
Ndaba dze Ungamo: Zviitiko · Tsika · Taranyika · Hutano · Nhoroondo · Masvomhu · Dondo · Vanhu · Ugondamano · Chinamato · Nzanga · Ruambarueza · Ungamo wechibhubhubhu
Useza (Chingezi: art; artistic) izwi rine chirevo chakakura kwazvo. Muchidimbu rinoreva kusikwa kwezvinhu zvakasiyana-siyana zvakafanana nezvisiko. Munhu anoteedzera zveuseza anonzi musezi kana Vasezi kana munhu ane useza uye izvo zvaakasika kana kugadzira anonzi useza.

Vazhinji Vasezi vanotenda kuti Mwari ndiye mukurusa musiki wekutanga, nekuti ndiye akasika zvinhu zvese, zvinoshandiswa semubviro weruzivo neVasezi, kunyanya pavano penda, vanokopera vachishandura zvimwe zvishoma. Apa ndipo panogadzirwa usiki museza.

Vasezi kuburikidza nezvinhu zvaakasika, sezvakaita mufananidzo wekudhirowa kana mumhanzi, ipapo uchave nemukana wekuratidzira manzwiro emukati make, enz. kufara, kana kushungurudzika kwake kana kwevamwe, uye kudzidzisa, kana kufadza... (verengai zvakadzama...)

Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mamwe mwishumo (mapurojekti) akadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
Zvinjee (Zvikomoni)
Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo eunjee.
Meta-wiki
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
Wikiduramazwi
Duramazwi.
Wikinwadhi
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
Wikidzupuramanzwi
Unganidzo re madzupuramanzwi
Wikivambo (Wikisosi)
Kuvamagwaro re mahara.
Wikirudzi
Duramazwi re marudzi (maspishi).
Wikichikoro
Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara.
Wikinhau
Nhau dze mahara.
Vhumbunurai Wikipidhiya ne Mwingamo
Udorongodzwa hwe Mwingamo yose
Ungamo we Useza
Ungamo we Ruambamhenyu
Ungamo we zviitiko zvemurizvino
Ungamo we Taramhenyu
Ungamo we Taranyika
Ungamo we Nhoroondo
Ungamo we Masvomhu
Ungamo we Sainzi
Ungamo we Chinamato
Ungamo we Nzanga
Ungamo we Ruambarueza
Ungamo we Tsika
Ungamo we Upanganyeredzi
Ungamo we Mutauro
Ungamo we Uvaki
Ungamo we Zvibhubhubhu
Mwingamo ye WikiWushumo