Soninke
Mataridziko
Soninke mutauro weAfrika unotaurwa nemarudzi eVaSoninke. Huwandu hwevanhu vanotaura Soninke vanovika 2.1 million; ruzhinji rwevatauri vachiwanikwa kuMali nevamwe vatauri vane chitsama vanowanikwa kuSenegal, Ivory Coast, Gambia, Mauritania, Guinea-Bissau, Guinea neGhana. Soninke mutauro wenyika kunyika dzinoti Mali, Senegal, Gambia neMauritania.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Soninke inoti sappe (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: maaro (n. rice) kureva mupunga.
- Soninke inoti gede (n. a well) kureva tsime. Mamwe mazwi: faara (n. garden) kureva gadheni.
- Soninke inoti te (n. field) kureva munda. Mamwe mazwi: kanda (n. airport) kureva nhandare yendege.
- Soninke inoti koye (n. week) kureva vhiki. Mamwe mazwi: siine (year) kureva gore.
- Soninke inoti yaxare (woman) kureva mukadzi. Mamwe mazwi: yugo (n. man) kureva murume.
- Soninke inoti ka-dunko (family) kureva mhuri. Mamwe mazwi: lemine kureva mwana.
- Soninke inoti saaxe (mother) kureva amai. Mamwe mazwi: fabbe kureva baba.
Nhamba
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Soninke inoti baane (one) kureva posi. Mamwe mazwi: fillo (two) kureva mbiri.
- Soninke inoti sikko (three) kureva tatu. Mamwe mazwi: naxato (four) kureva ina.
- Soninke inoti karago (five) kureva shanu. Mamwe mazwi:tumu (six) kureva nhanhatu.
- Soninke inoti neru (seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: segu (eight) kureva sere.
- Soninke inoti kabu (nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: tanmu (ten) kureva gumi.