Bhahari Dzvuku

Kubva Wikipedia

Bhahari Dzvuku (kureva Red Sea; Ara: البحر الأحمر - بحر القلزم, Nhasi: al-Baḥr al-ʾAḥmar, Kare: Baḥr al-Qulzum; Heb: יַם-סוּף, yam sūf kana הַיָּם הָאָדְוֹם, hayyām hāʾāḏōm; Kop: ⲫⲓⲟⲙ ⲛ̀ϩⲁϩ Phiom Enhah kana ⲫⲓⲟⲙ ⲛ̀ϣⲁⲣⲓ Phiom ǹšari; Tig: ቀይሕ ባሕሪ Qeyih Bahri; Som: Badda Cas) kana Bhahari Tsvuku, ipindiso reGungwa re India, rakarara pakati peAfurika ne Ezhiya (kana kuti Maodzanyembaemabvazuva eAfurika). Mubatanidzo waro negungwa uri kuchamhembe, nekuda kwe Bab el Mandeb strait uye nekuda kwe Guhwi re Adheni. Kumaodzanyemba kune Mugimbakirwa re Sinai, Guhwi re Akava, ne Guhwi re Suwaisi (richitungamidza kuKanari re Suwaisi). I-underlain re Rhifuti re Bhahari Dzvuku, iro riri chikamu cheRhifuti reMupata Mukuru.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yedina inoti njar (n. strait - a narrow passage of water connecting two large bodies of water).