Savhana

Kubva Wikipedia
savhana

Savhana imhando ye pamhene ine miti shoma zvichienderana nehuwandu hwe mvura kana kunaya kuripo.

Munyere hwe savhana unowanzowa kushayika kwe mvura. Yakasiyana negwenga asi nekuti pane mvura asi ingori shoma chete. Avhareji yekunaya iripakati pe 500 ne 1500 mm negore.

Savahan ine mhuka dziri yuniki dzinodzidza kugara munharaunda yacho.

Savhana harina mashizha kana nyama yekuvhima yakawanda.