Tsatsadzi

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chezvipenyu, tsatsadzi (gland in English) inhengo inovandudza zvirimo mumuviri ichigadzira chidenhi chinodiwa nedzimwe nhengo dzemuviri kuti dziite mabasa adzo. Muenzaniso wetsatsadzi unowanikwa mumazamu evakadzi umo tsatsadzi dzinogadzira mukaka unozoyamiwa nemwana.