Misodzi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Crying boy.jpg

Misodzi (tears in English) mutuvi unobuda mumaziso kana munhu ari kuchema kana kuti maziso atosvorwa kana kupindwa nemhepo zvakanyanya. Musodzi unogadzirwa netsatsadzi (glands) dziri pasi pemaziso.

Rukunga (mourning wail) kuridza mhere yekuchema rufu.??

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Tsumo[chinja | edit source]

  • Ndomene haichemedze. Apa kureva - chinhu chawazvitsvagira kana kuzvitangira hachifaniri kukutambudza kana chaipa.
  • Apunyaira haashayi misodzi.