Mukumbura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukumbura izita remhuri muZimbabwe. Kune dunhu rinonzi Mukumbura, muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti inkumbu (lonesomeness) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Vanotaura Kinyrwanda neKirundu vanoti gukumbura (to be lonesome for).
  • Vanotaura Kinyrwanda vanoti urukumbuzi (lonesomeness).