Nyaradzo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKunyaradza)

Nyaradzo inguva yokuti hama neshamwari dzinoungana dzichinyaradza munhu kana mhuri yakafirwa. Vanhu vanouya vachinamata nokuimba nziyo. Vamwe ndivo vanogova mbatya dzomufi pamusi wenyaradzo. Nyaradzo inowanzoitwa kwapera mavhiki matatu kana mana mufi avaigwa asi hapana mutemo unoti nguva iyi yakareba zvakadini.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]