Mupandi
Mataridziko
Mupandi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Felix Mupandi; Simba Mupandi; Junior Mupandi; Ropafadzo Mupandi.
- Mamwe mazita ari pedyo: Mupando, Mupandiri naMupandira.
- Tarisai chinyorwa chinonzi mbeu.
- Mamwe mazwi: Pazviito -nda achishanduka -nza.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Herero inoti oru-panda (n. outdoors; open air as opposed to home; in the fields; outside not having a home).
- Herero inoti oku-panda (v. refusal; resisting; reluctance; disinclination).
- Herero inoti okukara m'orupanda (v. sleeping or living in the fields or outside - not having a home).
- Mandinka inoti banta (out; outside) kureva panze kana kunze. Bunoge inoti bàndá (outside) kureva panze.
- Swahili inoti mpando (1. act, time, method of) planting, sowing. 2. row of plants. 3. furrow, bed).
- Swahili inoti mpanda kana mpandi (planter, sower) kureva mudyari.
- Swahili inoti panda kana pandika (sow, plant; grow, raise plants). Zigula inoti mhandi (n. a planter, a sower).
- Lozi inoti mupandi (n. someone who pounds unsoaked maize).