Svetuka kuchirochemo

Mupando

Kubva Wikipedia

Mupando izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaNyungwe vanoti mpando kana mipando (n. bench/es) kureva bhenji.
  • Chikunda vanoti mpando (n. chair) kureva chigaro. VaGulu vanoti map'ando (n. sticks) kureva zvimiti.
  • VaSwahili vanoti mpando (1. act, time, method of planting, sowing. 2. row of plants. 3. furrow, bed.).
  • VaSwahili vanoti mpanda, mpandaji, mpandi, mpanzi (planter, sower) kureva uyo anodyaira kana mudyari.
  • VaSwahili vanoti panda kana pandika (sow, plant; grow, raise plants). VaSwahili vanoti pandikiza (plant out, transplant seedlings).