Kudyara
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMudyari)
Kudyara (to plant crops) zvinoreva kufushira mbeu mamakomba kuti dzimere nokukura. Vanhu vanodyara mbeu zhinji munguva yezhizha.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kupandira (to plough before the rains) zvinoreva kurima mvura isati yanaya.