Mupandira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mupandira naMupandiri mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSwahili vanoti mpando (1. act, time, method of) planting, sowing. 2. row of plants. 3. furrow, bed.).
  • VaSwahili vanoti mpanda, mpandaji, mpandi, mpanzi (planter, sower) kureva uyo anodyaira kana mudyari.
  • VaSwahili vanoti panda kana pandika (sow, plant; grow, raise plants).
  • VaSwahili vanoti pandikiza (plant out, transplant seedlings).
  • VaSwahili vanoti phanda (to plant seeds or cuttings).