Mateka
Mataridziko
Mateka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Banele Mateka; Gilbert Mateka; Sharon Mateka.
- Mazita ari pedyo: Mutekedza, Chiteka, Muteki.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Xitsonga inoti teka (n. expropriation - the taking over of private property by a government, often without fair compensation).
- Swahili inoti teka (v. 1. take up and carry away; 2. plunder, 3. pillage) kureva kuteka. Mamwe mazwi: tekeza (causative of teka)..
- Swahili inoti mateka (n. 1. prey, booty, plunder. 2. captive, prisoner-of-war).
- Digo inoti teka (capture) vachireva kutapa nhapwa kana kubata musungwa. VaDigo vanoti mateka (prisoner) vachireva musungwa.
- Nsenga vanoti teka (v. break in; domesticate - tame an animal). Lugwere inoti kitekere (n. clan) kureva dzinza.
- VaBukusu vanoti khuuteka (be right, speak truly, make a right judgment, hit the nail on the head).
- Luganda vanoti ssemateeka (n. constitution).