Chiteka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chiteka izita remhuri rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Dr Zvenhamo Chiteka, Nyasha Chiteka (Pharmacist)
  • Vanhu vane zita iri vanoera mhofu uye vamwe vachiera bonga. MuZimbabwe vakanyanyopararira munzvimbo dzinoti Rusape, Nyanga (Ngurunda, Regina uye Tanda).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaWanga vanoti okhuteka (be right; speak truly; make a right judgment; to hit the nail on the head). Nsenga vanoti teka (v. break in; domesticate - tame an animal).
  • VaTiriki vanoti shirheka (snare trap for quail or other birds). Apa VaTiriki vaoshandisa rha panoiswa ta kuChiShona.
  • VaRundi vanoti amateka (word or command sent out by king & spread out by chiefs etc). VaUmbundu vanoti ociteka (image, idol).
  • VaMaconde vanoti kudeka kana kunema (to walk with a swagger).

Mazita ari Pedyo[chinja | edit source]