Muteki

Kubva Wikipedia

Mteki kana Muteki mazita remhuri rinowanikwa muZimbabwe Democratic Republic of Congo neSouth Africa.

  • vanhu vane zita iri: Brian Muteki; Nomfundo Muteki; Hlengiwe Muteki; Given Muteki.

Mitauro yeAfrica[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -teka antu (to rule people:) vachireva kutonga vanhu. Mamwe Mazwi: uteko kana -teka (domicile, abode). Kinande vanoti obuteke (n. the home).
  • VaMambwe vanoti -teka impanga (to rule a country, govern) vachireva kutonga nyika. Mamwe Mazwi: -tekwa (to be placed; to be governed; to be kept - domestic animals).
  • VaRundi vanoti iteka (judgement, justice). Mamwe Mazwi: amateka (word or command sent out by king & spread out by chiefs etc).
  • VaRwanda vanoti iteko (rule). Mamwe Mazwi: kateka (a ruler, a governor) kureva mutongi. VaBemba vanoti ubuteko (administration) kureva kutungamira?.
  • Lubukusu vanoti omuteki (n. one with good judgement). *Djimini vanoti tegere (n. reign; 2. chiefdom; 3. authority).

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]