Svetuka kuchirochemo

Malola

Kubva Wikipedia

Malola izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaGwere vanoti kulola ( v. seek, search, look for) vachireva kutsvaga. VaGiryama vanoti ku-lola ( v. behold) kureva kutarisa.
  • VaWanga vanoti omuloli (witness; one who saw) kureva munhu akaona kana mbowo. VaBukusu vanoti liilolero (n. vision).
  • Giryama inoti ku-dzilola kana ku-dzimanyirira (v. to beware) kureva kuchenjerera. Taita inoti kulola (to observe).
  • Digo inoti lola ( v. look) vachireva kutarisa. Mamwe mazwi: lolera (to look for, to hope for).
  • Tiriki inoti khulola (see, look) kureva kutarira. Mamwe mazwi: khulolekha (appear, seem, be visible). Khulolekha (to appear).