Kalola sezita
Mataridziko
Kalola izita remhuri rinowanikwa muNamibia, neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Hilde Kalola; Mueni Kalola; Dalia Kalola; Lipinge Kalola.
- Mazita ane dzitsi rimwero: Chirodzo, Chirodza, Chiroro, Malola.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi:
- VaGwere vanoti kulola ( v. seek, search, look for) vachireva kutsvaga. VaGiryama vanoti ku-lola ( v. behold) vachireva kutarisa.
- VaWanga vanoti omuloli (witness; one who saw) kureva munhu akaona kana mbowo. VaBukusu vanoti liilolero (n. vision).
- Giryama inoti ku-dzilola (v. to beware) vachireva kuchenjerera. Digo inoti lola ( v. look) vachireva kutarisa. Mamwe mazwi: lolera (to look for, to hope for).
- Kimbundu inoti alola (v. try; prove; experiment).