Chirodza sezita

Kubva Wikipedia

Chirodza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Takunda Chirodza; Augustine Chirodza; Takunda Chirodza; Vimbai Chirodza.
  • Mazita ane dzitsi rimwero: Chirodzo, Malola.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGwere vanoti kulola ( v. seek, search, look for) vachireva kutsvaga. VaGiryama vanoti ku-lola ( v. behold) vachireva kutarisa.
  • VaWanga vanoti omuloli (witness; one who saw) kureva munhu akaona kana mbowo. VaBukusu vanoti liilolero (n. vision).
  • VaGiryama vanoti ku-dzilola kana ku-dzimanyirira ( v. to beware) vachireva kuchenjerera.
  • VaDigo vanoti lola ( v. look) vachireva kutarisa. Mamwe mazwi: lolera (to look for, to hope for).